Musi wa9 Nyamavhuvhu, Intergovernmental Panel on Climate Change (IPCC) yakabudisa mushumo wayo weongororo ichangoburwa, ichiratidza kuti kuchinja kuri kuitika mumatunhu ose uye mamiriro okunze ose, zvakadai sokuramba kuchikwira kwegungwa uye kusamira zvakanaka kwemamiriro ekunze, hazvichagadzirisiki kwemazana kana kuti kunyange. ..
Verenga zvimwe